Vatongi 2:18
Vatongi 2:18 SUB
Zvino Jehovha waiti kana achinge achivamutsira mutongi, Jehovha waiva nomutongi uyo, ndokuvarwira pamaoko avavengi vavo mazuva ose omutongi uyo; nokuti Jehovha akazvidemba pamusoro pokugomba kwavo nokuda kwavaivamanikidza nokuvanetsa.

