Vatongi 2:10
Vatongi 2:10 SUB
Zvino vorudzi urwo rwose vakasanganiswa namadzibaba avo, rumwe rudzi rukamuka shure kwavo rwakanga rusingazivi Jehovha, kana basa raakaitira VaIsiraeri.