1
Numeri 23:19
Shona BIBLE
SUB
Mwari haazi munhu, Haangarevi nhema; Kunyangwe Mwanakomana womunhu, Haangashanduki; Chaakataura, haangachiiti kanhi? Chaakataura, haangachisimbisi kanhi?
เปรียบเทียบ
สำรวจ Numeri 23:19
2
Numeri 23:23
Zvirokwazvo hakuna un'anga kuna Jakobho, Uye hakuna kuuka kuna Isiraeri; Zvino zvicharehwa pamusoro paJakobho napamusoro paIsiraeri, Zvakaitwa naMwari
สำรวจ Numeri 23:23
3
Numeri 23:20
Tarira, ndakarairwa kuti ndiropafadze; Iye wakaropafadza, ini handigoni kuzvishandura.
สำรวจ Numeri 23:20