1
Revhitiko 26:12
Shona BIBLE
SUB
Ndichafamba pakati penyu, ndichava Mwari wenyu, nemi muchava vanhu vangu.
เปรียบเทียบ
สำรวจ Revhitiko 26:12
2
Revhitiko 26:4
ini ndichakunisirai mvura nenguva yayo, nenyika ichabereka zvibereko zvayo, nemiti yesango ichabereka zvibereko zvayo.
สำรวจ Revhitiko 26:4
3
Revhitiko 26:3
“Kana muchifamba nemitemo yangu, nokuchengeta mirairo yangu, muchiita
สำรวจ Revhitiko 26:3
4
Revhitiko 26:6
“Ndichakupai rugare panyika, kuti muvate pasi musingavhunduswi nomunhu; zvikara ndichazvipedza panyika, nomunondo haungapfuuri nomunyika yenyu
สำรวจ Revhitiko 26:6
5
Revhitiko 26:9
Ini ndichakurangarirai, ndichakuberekesai nokukuwanzai; ndichasimbisa sungano yangu nemi.
สำรวจ Revhitiko 26:9
6
Revhitiko 26:13
Ndini Jehovha Mwari wenyu, wakakubudisai munyika yeIjipiti, kuti murege kuva vatapwa vavo; ndakavhuna matanda ejoko renyu, ndikakufambisai makati tasa.
สำรวจ Revhitiko 26:13
7
Revhitiko 26:11
Ndichagadza tabhenakeri yangu pakati penyu; mweya wangu haungakusemiyi.
สำรวจ Revhitiko 26:11
8
Revhitiko 26:1
“Musazviitira zvifananidzo, kana kuzvimutsira mufananidzo wakavezwa kana shongwe yebwe; musaisa ibwe rinomufananidzo munyika yenyu kuti mupfugamirepo, nokuti ndini Jehovha Mwari wenyu.
สำรวจ Revhitiko 26:1
9
Revhitiko 26:10
Muchadya zviyo zvakachangetwa nguva huru, muchafanira kubudisa zvekare kudziurira zvitsva.
สำรวจ Revhitiko 26:10
10
Revhitiko 26:8
Vashanu venyu vachadzinga vane zana, navane zana venyu vachadzinga vane zviuru zvine gumi, vavengi venyu vachaparadzwa nomunondo pamberi penyu.
สำรวจ Revhitiko 26:8
11
Revhitiko 26:5
Kupura kwenyu kuchasvika pakukohwa mazambiringa, nokukohwa mazambiringa kuchasvika panguva yokudyara; muchadya zvokudya zvenyu mukaguta, nokugara munyika yenyu makachengeteka.
สำรวจ Revhitiko 26:5
12
Revhitiko 26:7
muchadzinga vavengi venyu, vakaparadzwa nomunondo pamberi penyu.
สำรวจ Revhitiko 26:7
13
Revhitiko 26:2
Munofanira kuchengeta maSabata angu, nokukudza imba yangu tsvene; ndini Jehovha.
สำรวจ Revhitiko 26:2