1
Joshua 24:15
Shona BIBLE
SUB
Kana kuchiti zvakaipa kushumira Jehovha, zvisarudzirei nhasi wamunoda kushumira, kana vamwari vaishumirwa namadzibaba enyu mhiri kweRwizi, kana vamwari vaVaAmori vamugere munyika yavo; asi kana ndirini naveimba yangu tichashumira Jehovha.”
เปรียบเทียบ
สำรวจ Joshua 24:15
2
Joshua 24:14
“Naizvozvo ityai Jehovha, zvino, mumushumire nomwoyo wose nezvokwadi; rashai vamwari vaishumira namadzibaba enyu mhiri kweRwizi nemuIjipiti, imi mushumire Jehovha.
สำรวจ Joshua 24:14
3
Joshua 24:16
Ipapo vanhu vakapindura vakati, “Mwari atibatsire, kuti tirege kurasha Jehovha tichishumira vamwe vamwari.
สำรวจ Joshua 24:16