Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Varoma 4:20-21

Varoma 4:20-21 SCLBC

Hapana kusavimba naMwari kwakamboita kuti vakahadzike nezvechitsidzo chaMwari asi vakasimbiswa muchitendero chavo, vakapa mbiri kuna Mwari. Vainyatsoziva kuti Mwari anogona kuita zvaakatsidza.

Soma Varoma 4

Video ya Varoma 4:20-21