Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Mateu 24:7-8

Mateu 24:7-8 SCLBC

Rudzi ruchamukirana norumwe rudzi noumambo huchamukirana nohumwe humambo. Kuchava nedzinzara nokundengendeka kwapasi munzvimbo dzakasiyana–siyana. Iri rinenge riri romoromo chete ramatambudziko okusununguka.

Soma Mateu 24