1
Mariko 3:35
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Ani naani anoita kuda kwaMwari ndiye mukoma nomunun'una neni, ndiye hanzvadzi naamai vangu.”
Linganisha
Chunguza Mariko 3:35
2
Mariko 3:28-29
“Zvirokwazvo ndinoti kwamuri, zvitadzo zvose nokushonha Mwari kwose kunoregererwa vanhu. Asi ani naani anoshonha Mweya Mutsvene haachazomboregererwa chitadzo chake; achava nemhosva yechitadzo chinoramba chiripo narini wose.”
Chunguza Mariko 3:28-29
3
Mariko 3:24-25
Kana umambo hwavakuzvirwisa, umambo ihwohwo haungagoni kumira. Kana vemba imwechete vorwisana pachavo, imba iyoyo haigoni kumira.
Chunguza Mariko 3:24-25
4
Mariko 3:11
Uye mweya yakaipa payaingomuona yaizviwisira pasi pamberi pake ichidaidzira ichiti, “Iwe, uri Mwanakomana waMwari.”
Chunguza Mariko 3:11
Nyumbani
Biblia
Mipango
Video