1
Mavambo 30:22
Bhaibhiri Idzva rechiShona
SCLB
Mwari akarangarirawo Rakeri. Mwari akanzwa munamato wake ndokubva amupawo mbereko.
Krahaso
Eksploroni Mavambo 30:22
2
Mavambo 30:24
Akamutumidza zita rokuti Josefi achiti, “Dai Tenzi akandipazve mumwe mwana mukomana!”
Eksploroni Mavambo 30:24
3
Mavambo 30:23
Rakeri akava napamuviri akabereka mwana mukomana akati, “Mwari abvisa kuzvidzwa kwangu.”
Eksploroni Mavambo 30:23
Kreu
Bibla
Plane
Video