Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

Nyaya yeIsitaChikamu

The Story of Easter

DAY 7 OF 7

Pazuva rino ranhasi rakakosha,tichapa nguva tichifungisisa nezve muchinjikwa,guva risina chinhu nezvese zvaakatipa.Asi ngatifungisiseiwo nezvebasa ratinodaidzwa kuti tiite zuva ranhasi"endai munotsvaga vadzidzi..."

Vhangeri dzvene iro Kristu akapawo vadzidzi vake rakange riri renhau yakanakisa,renyasha dzaizopiwa,kwete kungotambira.Jesu akasiya vadzidzi vake vaine ruzivo rwakanyanya kuti vagogadzirawo vamwe vadzidzi,kuti vabereke michero.Izvi zvakashanda nokuti vanhu vavakagadzira kuita vadzidzi,vakagadzirawo vamwe vadzidzi.Naizvozvo izvi zvaramba zvichidzidziswa kwemakore anosvika zviuru zviviri.Asi zvichida, muzvizvarwa zvose kunyanya mune yedu,dzimwe nguva vhangeri ratinoparidza rinoshandurwa kusvika rave kunge risina simba.Kunze kwekuti tinge tichibereka michero,tinoita kukukuzira muzambiringa usina mhodzi.Patirikupa nguva yedu tichinamata nokutenda Mwari nhasi nenyasha dzatawana,ngati nyengetere kuti tive nharo yokuti tifambise mberi nyasha uye tirarame tiri muutongi hukuru.
Zuva 6

About this Plan

The Story of Easter

Ungashandisa sei mazuva evhiki rako rekupedzisira kurarama uchinyatsoziva kuti ndiro rekupedzisira?Vhiki rekupedzisira raJesu ari panyama rakange rakazara nezviitiko zvisingakanganwiki,uporofita hwakazadziswa,kunamata kw...

More

Tinoda kutenda Life.Church nekutiwunzira hurongwa uhwu.Kanamuchida kudzidza zvakawanda pamusoro peLife.Church, tapota shanyai: www.Life.Church

Zvirongwa zvakada kufanana neichi

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy