Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

Nyaya yeIsitaChikamu

The Story of Easter

DAY 6 OF 7

Mukadzi akavhuna chirongo chake chemafuta anonhuwirira ndokudurura ese.Akashandisa zvose zvainge zvakakosha kwaari zvemaoresa.Kunvhuna kwaakaita chirongo kwakaita kuti iye asare asina kani chii chake chekushandisawo ipapo kana panguva yaizotevera.Akapa chose chaakanga ainacho zuro,nhasi uye ramangwana kuna iye.Jesu akamuti vanhu vaizomurangarira nokusingaperi nokuda kwerudo rwake rwunoshamisa.Zvino pakudya kwamauro kwekupedzisira mashoko aya akadzoka zvakare.Akavhuna muviri wake ndokudurura ropa rake kwatiri.Nguva ino iwe uchiverenga Jesu achiti, "Itai izvi muchindiyeuka,"usangoona tika kana zvinwiwa zvemuzambiringa.Ona chidyo semufananidzo wezvinodiiwa kwatiri.Aive achitinyengetedza kuti tiite zvaakaita:kuvhunwa uye kudururwa.Pinda mazviri chaizvo.Usachengetedza kana chii zvacho.Nyatsorega kurega kudzora mwoyo wako.Ndizvo zvichazoyeuka chaizvo zvakaitwa naJesu.Kwete kukoshesa katsika,asi kuva chiyeuchidzo.Kuputswa nekudururwa kunofanira kuonekwa sei muhupenyu hwako?
Zuva 5Zuva 7

About this Plan

The Story of Easter

Ungashandisa sei mazuva evhiki rako rekupedzisira kurarama uchinyatsoziva kuti ndiro rekupedzisira?Vhiki rekupedzisira raJesu ari panyama rakange rakazara nezviitiko zvisingakanganwiki,uporofita hwakazadziswa,kunamata kw...

More

Tinoda kutenda Life.Church nekutiwunzira hurongwa uhwu.Kanamuchida kudzidza zvakawanda pamusoro peLife.Church, tapota shanyai: www.Life.Church

Zvirongwa zvakada kufanana neichi

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy