Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

Nyaya yeIsitaChikamu

The Story of Easter

DAY 1 OF 7

Ndima iyi inoratidza chimwe chezvinangwa zvikuru zvekurarama kwaJesu ari pano pasi,kuti aive muenzaniso wemunhu wekuti Mwari anoda kuti tirarame sei.Jesu akati,"itai sezvandinoita".Chakanakisisa pamurairo uyu ndechekuti unouya nekupiwa simba racho rekuti ugourarama.Jesu haangotikumbira kuti tiedze kurarama semwanakomana waMwari nesimba redu isu-kumutsurudzwa kwake kwakatipa upindo musimba rake.Nhasi,fungisisa nezve muenzniso watakasiirwa naKristu.Ko kushambidza tsoka kunofanana nei muhukama hwako nevamwe uye mumamiriro ezvinhu muhupenyu hwako?Ungashumire sei kune vamwe nenzira iyi yakakosha sezvakaitwa naJesu kune shamwari dzake?
Zuva 2

About this Plan

The Story of Easter

Ungashandisa sei mazuva evhiki rako rekupedzisira kurarama uchinyatsoziva kuti ndiro rekupedzisira?Vhiki rekupedzisira raJesu ari panyama rakange rakazara nezviitiko zvisingakanganwiki,uporofita hwakazadziswa,kunamata kw...

More

Tinoda kutenda Life.Church nekutiwunzira hurongwa uhwu.Kanamuchida kudzidza zvakawanda pamusoro peLife.Church, tapota shanyai: www.Life.Church

Zvirongwa zvakada kufanana neichi

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy