Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

Nyaya yeIsitaChikamu

The Story of Easter

DAY 2 OF 7

Mumufananidzo wemunda wemuzambiringa,tinofanira kuti tizive kuti tiri vanaani.Tiri mapazi acho.Basa redu chete nderekubatira pana Jesu,anova ndiye muzambiringa.Kana tikadaro tinenge tazadzikisa chinangwa chedu chimwe chete:kubereka michero.Chaizvoizvo mamwe mabasa anoitika mumunda wemuzambiringa achaitiwa naiye webindu.Anova ndiye Mwari.Kwete ini.Kwete iwe.Basa redu nderekumubvumidza kuti ashande ari matiri nokugara takabatana nemuzambiringa.Fungisisa nhasi pamusoro pekuti iwe ndiwe ani uye wakadaidzwa kuti uite mabasa api.Kunamatira.Kusarira.Kubatanidzwa.Kubatirira.Kugara.Zvapera,hapachina chimwe.
Zuva 1Zuva 3

About this Plan

The Story of Easter

Ungashandisa sei mazuva evhiki rako rekupedzisira kurarama uchinyatsoziva kuti ndiro rekupedzisira?Vhiki rekupedzisira raJesu ari panyama rakange rakazara nezviitiko zvisingakanganwiki,uporofita hwakazadziswa,kunamata kw...

More

Tinoda kutenda Life.Church nekutiwunzira hurongwa uhwu.Kanamuchida kudzidza zvakawanda pamusoro peLife.Church, tapota shanyai: www.Life.Church

Zvirongwa zvakada kufanana neichi

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy