„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš VaHebheru 5

1

VaHebheru 5:14

Shona BIBLE

SUB

Asi zvokudya zvikukutu ndezvavakuru, vanokuziva kwakadzidziswa, nenzira yokurovedzwa, kuzivisisa zvakanaka nezvakaipa.

Palyginti

Naršyti VaHebheru 5:14

2

VaHebheru 5:12-13

Shona BIBLE

SUB

Nokuti, kunyangwe maifanira kuva vadzidzisi zvino, kana tichitarira nguva, mofanirazve kuti muve nomumwe anokudzidzisai dzidzo dzokutanga dzokuvamba kwezvirevo zvaMwari; mava vanhu vanofanira kupiwazve mukaka, vasingapiwi zvokudya zvikukutu. Nokuti mumwe nomumwe anodya mukaka haanzwisisi shoko rokururama, nokuti mucheche hake.

Palyginti

Naršyti VaHebheru 5:12-13

3

VaHebheru 5:8-9

Shona BIBLE

SUB

kunyangwe aiva Mwanakomana, akadzidza kuteerera nezvaakatambudzika; akati akwaniswa, akazova muvambi wokuponeswa kusingaperi kuna vose vanomuteerera

Palyginti

Naršyti VaHebheru 5:8-9

4

VaHebheru 5:7

Shona BIBLE

SUB

Iye, pamazuva enyama yake, akauya kuna iye akanga achigona kumurwira parufu, neminyengetero nemikumbiro, achichema nokuchema kukuru nemisodzi, akanzwika nokuda kwokutya kwake Mwari

Palyginti

Naršyti VaHebheru 5:7

Nemokami skaitymo planai ir skaitiniai, susiję su VaHebheru 5

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“