1
VaHebheru 4:12
Shona BIBLE
SUB
Nokuti shoko raMwari ibenyu, rine simba, rinopinza kukunda munondo unocheka kumativi maviri, rinobaya kusvikira panoparadzana mwoyo nomweya, namafundo nomongo; rinotonga mifungo nendangariro dzomwoyo.
Palyginti
Naršyti VaHebheru 4:12
2
VaHebheru 4:16
Naizvozvo, ngatiswederei tisingatyi kuchigaro choushe chenyasha, kuti tinzwirwe ngoni, tiwane nyasha, tibatsirwe nenguva yakafanira.
Naršyti VaHebheru 4:16
3
VaHebheru 4:15
Nokuti hatina Mupristi Mukuru asingagoni kutinzwira tsitsi pautera hwedu, asi akaedzwa pazvinhu zvose sesu, asina zvivi.
Naršyti VaHebheru 4:15
4
VaHebheru 4:13
Hakuna chisikwa chisingaonekwi naye, asi zvinhu zvose zvakafukurwa nokuzarurwa pameso aiye watinofanira kuzvidavirira kwaari.
Naršyti VaHebheru 4:13
5
VaHebheru 4:14
Naizvozvo, zvatino Mupristi Mukuru kwazvo, akapinda napakati pokudenga, iye Jesu, Mwanakomana waMwari, ngatibatisise kupupura kwedu.
Naršyti VaHebheru 4:14
6
VaHebheru 4:11
Naizvozvo ngatishingaire kuti tipinde muzororo irero, kuti munhu arege kuvapo anozowa achitevera nzira iyo yokusateerera.
Naršyti VaHebheru 4:11