1
VaHebheru 3:13
Shona BIBLE
SUB
asi simbisanai zuva rimwe nerimwe, kana kuchanzi, “Nhasi;” kuti kurege kuva nomumwe wenyu anoomeswa nokunyengera kwezvivi.
Palyginti
Naršyti VaHebheru 3:13
2
VaHebheru 3:12
Hama dzangu, chenjerai kuti mukati momumwe wenyu murege kuva nomwoyo wakashata usingatendi, mutsauke muchibva kuna Mwari mupenyu
Naršyti VaHebheru 3:12
3
VaHebheru 3:14
Nokuti tava vagoverani pamwechete naKristu, kana tichibatisisa kuvamba kwokutenda kwedu kusvikira pakuguma
Naršyti VaHebheru 3:14
4
VaHebheru 3:8
Musaomesa mwoyo yenyu, sapanguva yokutsamwisa, Napazuva rokuedzwa murenje
Naršyti VaHebheru 3:8
5
VaHebheru 3:1
Naizvozvo, hama tsvene, vagoverani neni pakudanwa kunobva kudenga, fungai zvakanaka Mupostori noMupristi Mukuru wokupupura kwedu, iye Jesu
Naršyti VaHebheru 3:1