„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš VaHebheru 2

1

VaHebheru 2:18

Shona BIBLE

SUB

Nokuti zvaakatambudzika iye amene pakuedzwa kwake, anogona kubatsira vanoedzwa.

Palyginti

Naršyti VaHebheru 2:18

2

VaHebheru 2:14

Shona BIBLE

SUB

Naizvozvo, vana zvavakagoverwa ropa nenyama, naiyewo akagovana navo pana izvozvi; kuti nokufa kwake iye aparadze uyo ane simba rorufu, iye Dhiabhori

Palyginti

Naršyti VaHebheru 2:14

3

VaHebheru 2:1

Shona BIBLE

SUB

Saka tinofanira kuteerera zvikuru izvo zvatakanzwa, kuti tirege kukukurwa.

Palyginti

Naršyti VaHebheru 2:1

4

VaHebheru 2:17

Shona BIBLE

SUB

Naizvozvo akafanira kuti aenzaniswe nehama dzake pazvinhu zvose, kuti ave Mupristi Mukuru ane ngoni, akatendeka pazvinhu zvaMwari, kuti adzikinure zvivi zvavanhu.

Palyginti

Naršyti VaHebheru 2:17

5

VaHebheru 2:9

Shona BIBLE

SUB

Asi tinomuona, iye Jesu, akaitwa muduku zvishoma kuvatumwa, akashongedzwa korona yokubwinya nokukudzwa nokuda kwokutambudzika kworufu, kuti nenyasha dzaMwari anzwe rufu nokuda kwavose.

Palyginti

Naršyti VaHebheru 2:9

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“