„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš VaHebheru 1

1

VaHebheru 1:3

Shona BIBLE

SUB

iye chadzera chokubwinya kwake, nomufananidzo wake chaiye, anochengeta zvinhu zvose nezwi resimba rake, akati apedzisa kunatswa kwezvivi, akagara kurudyi rwoUmambo kudenga

Palyginti

Naršyti VaHebheru 1:3

2

VaHebheru 1:1-2

Shona BIBLE

SUB

Mwari akataura kare kuna madzibaba muvaporofita nemigove mizhinji, uye nemitoo mizhinji, zvino pakupedzisira kwamazuva ano akataura kwatiri muMwanakomana wake, waakaita mudyi wenhaka yezvinhu zvose, waakaitawo naye nyika

Palyginti

Naršyti VaHebheru 1:1-2

3

VaHebheru 1:14

Shona BIBLE

SUB

Ko havazi vose mweya inoshumira, yakatumwa kuzobata nokuda kwavanodya nhaka yokuponeswa here?

Palyginti

Naršyti VaHebheru 1:14

4

VaHebheru 1:10-11

Shona BIBLE

SUB

Uye, “Imi, Ishe, makateya nheyo dzenyika pakutanga, Nedenga ndiro basa ramaoko enyu; Iro richapera, asi imi mucharamba muripo; Richasakara rose senguo

Palyginti

Naršyti VaHebheru 1:10-11

Nemokami skaitymo planai ir skaitiniai, susiję su VaHebheru 1

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“