1
2 Timoti 1:7
Shona BIBLE
SUB
Nokuti Mwari haana kutipa mweya wokutya, asi wesimba, noworudo, nowokuzvidzora.
Palyginti
Naršyti 2 Timoti 1:7
2
2 Timoti 1:9
akatiponesa, akatidana nokudana kutsvene, zvisingabvi pamabasa edu, asi nokufunga kwake, nenyasha dzaakatiitira muna Kristu Jesu nguva dzisati dzavapo
Naršyti 2 Timoti 1:9
3
2 Timoti 1:6
Nemhaka iyi ndinokuyeuchidza kuti ukuchidzire chipo chaMwari chiri mauri nokuiswa kwamaoko angu.
Naršyti 2 Timoti 1:6
4
2 Timoti 1:8
Naizvozvo usanyadziswa nokupupurira Ishe wedu, kana ini, musungwa wake, asi utambudzike pamwechete neni nokuda kweVhangeri nesimba raMwari
Naršyti 2 Timoti 1:8
5
2 Timoti 1:12
Nemhaka iyi ndinotambudzikawo nezvinhu izvi, asi handinyadziswi, nokuti ndinoziva wandakatenda, ndinoziva kwazvo kuti anogona kuchengeta chandakamupa kusvikira zuva irero.
Naršyti 2 Timoti 1:12