„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš 1 Timoti 6

1

1 Timoti 6:12

Shona BIBLE

SUB

Urwe kurwa kwakanaka kwokutenda, ubatisise upenyu husingaperi, hwawakadanirwa kwahuri, ukapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji.

Palyginti

Naršyti 1 Timoti 6:12

2

1 Timoti 6:10

Shona BIBLE

SUB

Nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvose; vamwe vakati vachiida zvikuru vakatsauswa pakutenda, vakazvibaya neshungu zhinji.

Palyginti

Naršyti 1 Timoti 6:10

3

1 Timoti 6:6

Shona BIBLE

SUB

Zvino kunamata Mwari pamwechete nokutenda nezvatinazvo ndizvo zvinopfumisa kwazvo

Palyginti

Naršyti 1 Timoti 6:6

4

1 Timoti 6:7

Shona BIBLE

SUB

nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, hatigoniwo kubuda tine chinhu

Palyginti

Naršyti 1 Timoti 6:7

5

1 Timoti 6:17

Shona BIBLE

SUB

Rayira vapfumi panyika yazvino, kuti varege kuzvikudza, kana kuvimba nepfuma isingagari, asi naMwari, anotipa zvose achiwanza, kuti tifare nazvo

Palyginti

Naršyti 1 Timoti 6:17

6

1 Timoti 6:9

Shona BIBLE

SUB

Asi vanotsvaka kupfuma, vanowira mukuedzwa nomumusungo, nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji kuno kuvadza, zvinonyudza vanhu mukuparadzwa nokuraswa.

Palyginti

Naršyti 1 Timoti 6:9

7

1 Timoti 6:18-19

Shona BIBLE

SUB

kuti vaite zvakanaka, vave vapfumi pamabasa akanaka, vafarire kupa vamwe, nokugovana; vazvirongedzere nheyo dzakanaka dzenguva inouya, kuti vabatisise upenyu chaihwo.

Palyginti

Naršyti 1 Timoti 6:18-19

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“