„YouVersion“ logotipas
BiblijaPlanaiVaizdo įrašai
Gaukite programėlę
Kalbos parinkiklis
Paieškos piktograma

Populiarios Biblijos eilutės iš 2 Timoti 2

1

2 Timoti 2:15

Shona BIBLE

SUB

Shingaira kuti uzviratidze pamberi paMwari uri munhu akatendeka, mubati asingafaniri hake kunyadziswa, anonatsa kururamisa shoko rechokwadi.

Palyginti

Naršyti 2 Timoti 2:15

2

2 Timoti 2:22

Shona BIBLE

SUB

Asi tiza kuchiva kwoujaya, uvinge kururama, nokutenda, norudo, norugare, pamwechete navanodana kuna Ishe nomwoyo wakachena.

Palyginti

Naršyti 2 Timoti 2:22

3

2 Timoti 2:24

Shona BIBLE

SUB

Zvino muranda washe haafaniri kukakavara, asi ave munyoro kuvanhu vose, anoziva kudzidzisa, anotsungirira pakuitirwa zvakaipa

Palyginti

Naršyti 2 Timoti 2:24

4

2 Timoti 2:13

Shona BIBLE

SUB

Kana isu tisakatendeka iye anoramba akatendeka, nokuti haangazvirambi iye.”

Palyginti

Naršyti 2 Timoti 2:13

5

2 Timoti 2:25

Shona BIBLE

SUB

anodzidzisa nounyoro avo vanomudzivisa, kuti zvimwe Mwari avape kutendeuka vagoziva chokwadi

Palyginti

Naršyti 2 Timoti 2:25

6

2 Timoti 2:16

Shona BIBLE

SUB

Nzvenga kutaura kusina hanya naMwari; nokuti vanhu vacharamba vachingonyanya pakusanamata Mwari

Palyginti

Naršyti 2 Timoti 2:16

Ankstesnis skyrius
Kitas skyrius
„YouVersion“

Skatina ir kviečia jus kasdieną ieškoti artumo su Dievu.

Tarnystė

Apie

Karjera

Savanoriaukite

Tinklaraštis

Spaudai

Naudingos nuorodos

Pagalba

Paaukokite

Biblijos versijos

Įgarsintos Biblijos

Biblijos kalbos

Dienos eilutė


Skaitmeninė tarnystė, kurią vykdo

Life.Church
Lietuvių

©2026 „Life.Church“ / „YouVersion“

Privatumo politikaSąlygos
Pažeidžiamumų atskleidimo programa
„Facebook“„Twitter“„Instagram“„YouTube“„Pinterest“