1
Genesi 35:11-12
Shona BIBLE
SUB
Zvino Mwari akati kwaari, “Ndini Mwari waMasimbaose; bereka vana, uwande; rudzi neboka rendudzi zvichabuda kwauri, namadzishe achabuda pachiuno chako; nyika yandakapa Abhurahamu naIsaka, ndichakupa iyoyo; vana vako vanokutevera ndichavapa nyika iyoyo.”
比較
Genesi 35:11-12で検索
2
Genesi 35:3
tisimuke, tikwire Bhetieri; ipapo ndichaitira Mwari atari, iye akanga aneni panzira yandakanga ndichifamba nayo.”
Genesi 35:3で検索
3
Genesi 35:10
Mwari akati kwaari, “Zita rako ndiJakobho, zita rako harichazonzi Jakobho, asi zita rako richanzi Isiraeri;” akamutumidza zita rinonzi Isiraeri.
Genesi 35:10で検索
4
Genesi 35:2
Ipapo Jakobho akati kumhuri yake, navose vakanga vanaye, “Bvisai vamwari vedzimwe ndudzi vari pakati penyu, zvinatsei, mufuke dzimwe nguo
Genesi 35:2で検索
5
Genesi 35:1
Zvino Mwari akati kuna Jakobho, “Simuka, ukwire Bhetieri, undogara ikoko; uitire Mwari atari ipapo, iye akazviratidza kwauri panguva yokutiza kwako pamberi paEsau, mukuru wako.”
Genesi 35:1で検索
6
Genesi 35:18
Zvino mweya wake wakati uchibuda (nokuti wakafa), akamutumidza Bhenoni; asi baba vake vakamutumidza Bhenjamini.
Genesi 35:18で検索