YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Ekisodho 16の有名な聖句

1

Ekisodho 16:3-4

Shona BIBLE

SUB

vana VaIsiraeri vakati kwavari, “Tingadai takafira hedu munyika yeIjipiti noruoko rwaJehovha, tigere hedu pahari dzenyama, tichidya zvingwa tichiguta; nokuti matibudisira kurenje iri, kuti muuraye ungano iyi yose nenzara.” Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Tarira, ndichakunisirai chingwa chinobva kudenga; vanhu vachafanira kubuda kunozviunganidzira chiyero chinoringana nezuva rimwe nerimwe, ndivaidze ndione kana vachida kuteerera murairo wangu, kana kwete.

比較

Ekisodho 16:3-4で検索

2

Ekisodho 16:2

Shona BIBLE

SUB

Zvino ungano yose yaVaIsiraeri ikapopotera Mosesi naAroni murenje

比較

Ekisodho 16:2で検索

3

Ekisodho 16:8

Shona BIBLE

SUB

Mosesi akati, “Muchaona izvozvo kana Jehovha achikupai nyama madekwana, mukaidya, namangwana kana achikupai zvingwa, mukaguta; nokuti Jehovha akanzwa kupopota kwenyu kwamakamupopotera nako; isu tisu vanaaniko zvamunotipopotera isu? Hamutipopoteri isu, asi Jehovha.”

比較

Ekisodho 16:8で検索

4

Ekisodho 16:12

Shona BIBLE

SUB

“Ndanzwa kupopota kwavana VaIsiraeri; taura navo uti, ‘Madekwana muchadya nyama, fume mangwana muchaguta zvingwa;’ zvino muchaziva kuti ndini Jehovha, Mwari wenyu.”

比較

Ekisodho 16:12で検索

無料の読書プランとEkisodho 16に関係したデボーション

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest