YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Ekisodho 15の有名な聖句

1

Ekisodho 15:26

Shona BIBLE

SUB

akati, “Kana uchiteerera nomwoyo wose izwi raJehovha Mwari wako, ukaita zvakarurama pamberi pake, ukarerekera nzeve dzako kumirairo yake, ukachengeta zvaakatema zvose, handingaisi pamusoro pako marwadzo andakaisa pamusoro paVaIjipiti, nokuti ndini Jehovha murapi wako.”

比較

Ekisodho 15:26で検索

2

Ekisodho 15:2

Shona BIBLE

SUB

Jehovha ndiro simba rangu norwiyo rwangu; iye akava ruponeso rwangu; uyu ndiye Mwari wangu, ndichamurumbidza; Mwari wababa vangu, ndichamukudza.

比較

Ekisodho 15:2で検索

3

Ekisodho 15:11

Shona BIBLE

SUB

Ndianiko akafanana nemi, Jehovha, pakati pavamwari? Ndianiko akafanana nemi paukuru hwoutsvene, munorumbidzwa muchityisa, munoita zvishamiso?

比較

Ekisodho 15:11で検索

4

Ekisodho 15:13

Shona BIBLE

SUB

Makafambisa nenyasha dzenyu vanhu vamakadzikinura; makavaperekedza nesimba renyu kuugaro hwenyu utsvene.

比較

Ekisodho 15:13で検索

5

Ekisodho 15:23-25

Shona BIBLE

SUB

Vakasvika Mara, asi vakanga vasingagoni kunwa mvura yapaMara, nokuti yakanga ichivava; naizvozvo zita rapo rakanzi Mara. Zvino vanhu vakapopotera Mosesi, vakati, “Tichanweiko?” Iye akachema kuna Jehovha, Jehovha akamuratidza muti, akaukandira mumvura, mvura ikanaka. Akavaitirapo murairo nomutemo, akavaedzapo

比較

Ekisodho 15:23-25で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest