YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Ekisodho 17の有名な聖句

1

Ekisodho 17:11-12

Shona BIBLE

SUB

Zvino zvakati kana Mosesi osimudza ruoko rwake, VaIsiraeri vokunda, kana oregera ruoko rwake pasi, Amareki okunda. Asi maoko aMosesi akazoneta, zvino vakatora ibwe, vakariisa pasi pake, akagara pamusoro paro, Aroni naHuri vakatsigira maoko ake, mumwe kuno rumwe rutivi, mumwe kuno rumwe rutivi; maoko ake akava nesimba kusvikira pakuvira kwezuva.

比較

Ekisodho 17:11-12で検索

2

Ekisodho 17:6-7

Shona BIBLE

SUB

Tarira ndichamira pamberi pako padombo riri paHorebhu, urove dombo iro, mvura ichabuda pariri, vanhu vagonwa.” Mosesi akaita saizvozvo pamberi pavakuru VaIsiraeri. Akatumidza nzvimbo iyo zita rinonzi Masa neMeribha nokuda kwokurwa kwavana VaIsiraeri; uye nokuti vakaedza Jehovha, vachiti, “Jehovha ari pakati pedu here, kana kwete?”

比較

Ekisodho 17:6-7で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest