1
Ekisodho 14:14
Shona BIBLE
SUB
Jehovha achakurwirai, imi munofanira kunyarara henyu.”
比較
Ekisodho 14:14で検索
2
Ekisodho 14:13
Zvino Mosesi akati kuvanhu, “Musatya henyu, mirai, mugoona sununguro yaJehovha, yaachakuitirai nhasi, nokuti VaIjipiti vamaona nhasi, hamungazovaonizve nokusingaperi.
Ekisodho 14:13で検索
3
Ekisodho 14:16
Iwe simudza tsvimbo yako, utambanudzire ruoko rwako pamusoro pegungwa, uritsemure napakati, kuti vana VaIsiraeri vafambe pakaoma mukati megungwa.
Ekisodho 14:16で検索
4
Ekisodho 14:31
Ipapo vana VaIsiraeri vakaona basa guru rakanga raitirwa VaIjipiti naJehovha, vanhu vakatya Jehovha, vakatenda Jehovha naMosesi muranda wake.
Ekisodho 14:31で検索