YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Ekisodho 13の有名な聖句

1

Ekisodho 13:21-22

Shona BIBLE

SUB

Jehovha akavatungamirira masikati neshongwe yegore rokuvaperekedza panzira, usiku neshongwe yomoto yokuvavhenekera, kuti vafambe masikati nousiku. Shongwe yegore yakanga isingabvi pamberi pavanhu masikati, kana shongwe yomoto usiku.

比較

Ekisodho 13:21-22で検索

2

Ekisodho 13:17

Shona BIBLE

SUB

Zvino Farao akati aregedza vanhu kuti vaende, Mwari haana kuvafambisa nenzira yapanyika yavaFirisitia, kunyangwe yaiva pedyo, nokuti Mwari akati, “Zvimwe vanhu vangazvidemba, kana vachiona kurwa, vakadzokera Ijipiti;”

比較

Ekisodho 13:17で検索

3

Ekisodho 13:18

Shona BIBLE

SUB

asi Mwari akapotesa vanhu nokure, nenzira yokurenje rapaGungwa Dzvuku; vana VaIsiraeri vakabuda panyika yeIjipiti vakashonga nhumbi dzokurwa.

比較

Ekisodho 13:18で検索

無料の読書プランとEkisodho 13に関係したデボーション

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest