YouVersionロゴ
聖書読書プランビデオ
アプリを入手
言語選択
検索アイコン

Ekisodho 12の有名な聖句

1

Ekisodho 12:12-13

Shona BIBLE

SUB

“Nokuti nousiku ihwohwo ndichafamba napakati penyika yeIjipiti, ndichirova madangwe ose avanhu panyika yeIjipiti, navana vose vematangwe ezvipfuwo; ndichatonga vamwari vose veIjipiti; ndini Jehovha. Asi ropa richava chiratidzo kwamuri padzimba mamugere; kana ndichiona ropa ndichakupfuurai, kuti dambudziko rirege kukuwirai, rikuparadzei, kana ndichirova nyika yeIjipiti.

比較

Ekisodho 12:12-13で検索

2

Ekisodho 12:14

Shona BIBLE

SUB

Zuva iri richava chirangaridzo kwamuri, munofanira kutambira Jehovha mutambo naro; munofanira kutamba mutambo naro pamarudzi enyu ose uve murairo nokusingaperi.

比較

Ekisodho 12:14で検索

3

Ekisodho 12:26-27

Shona BIBLE

SUB

Zvino kana vana venyu vakati kwamuri, ‘Basa iri rinoti kudiniko?’ Muti kwavari, ‘Ndicho chibayiro chePasika yaJehovha, akadarika dzimba dzavana VaIsiraeri muIjipiti nomusi waakarova VaIjipiti, akaponesa dzimba dzedu.’ ” Ipapo vanhu vakakotamisa misoro yavo, vakanamata.

比較

Ekisodho 12:26-27で検索

前章
次章
YouVersion

日々、神との親しい交わりを求めるために、あなたを励まし、勇気を与えます。

ミニストリー

概要

キャリア

ボランティア

ブログ

プレス

便利なリンク集

ヘルプ

寄付

聖書の訳

オーディオ聖書

聖書の言語

今日の聖句


デジタルミニストリー

Life.Church
日本語

©2026 Life.Church / YouVersion

プライバシー規約利用規約
脆弱性の開示
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest