Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Mavambo 37:6-7

Mavambo 37:6-7 SCLBD

Akati, “Donzwai hope dzangu dzandarota. Tanga tichisunga zvisote zvekoroni mumunda, wanei chisote changu chakanyatsoti twi-i kumira. Zvisote zvenyu zvakomberedza changu zvikabva zvazochikotamira.”

Soma Mavambo 37