Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Kubuda 7:3-4

Kubuda 7:3-4 SCLBD

Ini ndichaita kuti Farao aomese mwoyo wake zvokuti kunyange ndikaita zviratidzo nezvishamiso zvakawanda zvikadii zvazvo munyika yeIjipiti, Farao acharamba kunzwa zvamunoreva. Ndipo pandicharova Ijipiti ndichiiranga neshamhu inorwadza kwazvo ndichizoburitsa muIjipiti hondo dzangu dzavanhu, vanhu vangu vaIsiraeri.

Soma Kubuda 7

Video ya Kubuda 7:3-4