Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Varoma 6:13

Varoma 6:13 SCLBC

Musape nhengo dzenyu kuti dzishandiswe kutadza semidziyo yokuita nayo zvakaipa asi zvipei kuna Mwari savanhu vakabviswa murufu vachiendeswa kuupenyu mupe nhengo dzenyu kuna Mwari semidziyo yokushandisa mune zvakarurama.

Soma Varoma 6

Video ya Varoma 6:13