Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Mariko 10:6-8

Mariko 10:6-8 SCLBC

Asi kubva pakutanga kwokusikwa kwezvinhu, Mwari wakavasika vari munhurume nomunhukadzi. Nechikonzero ichochi murume anosiya baba naamai vake, achibva abatanidzwa nomukadzi wake. Vaviri ava vachiva muviri mumwechete. Naizvozvo havachisiri vaviri asi vava nyama imwechete.

Soma Mariko 10

Video zinazohusiana