Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Mateu 24:9-11

Mateu 24:9-11 SCLBC

Vachakupinzai mudambudziko vachikuurayai. Muchavengwa namarudzi ose pamusana pezita rangu. Vazhinji vachakoromoka pakutenda kwavo. Vachacherana vachivengana. Pachamuka vaporofita venhema vachizorasisa vanhu nzira.

Soma Mateu 24