Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Mabasa 6:3-4

Mabasa 6:3-4 SCLBC

Naizvozvo hama dzangu sarudzai pakati penyu varume vanomwe vane zita rakanaka vazere naMweya noungwaru vatinogona kupa basa iri. Asi isu tozvipira kubasa rokunamata nokuva vashandiri veShoko.”

Soma Mabasa 6