Chapa ya Youversion
Ikoni ya Utafutaji

Mabasa 25:6-7

Mabasa 25:6-7 SCLBC

Akati garei mazuva asingapfuuri masere kana gumi, akadzika kuSezaria. Ramangwana acho agara pachigaro chake chokutonga akati Pauro aunzwe. Paakauya, vaJudha vakanga vadzika vachibva kuJerusaremu vakamukomba vachimupomera mhosva zhinji dzakaipisisa dzavakanga vasingagoni kuburitsa chokwadi chadzo.

Soma Mabasa 25

Video ya Mabasa 25:6-7