1
Mavambo 40:8
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBD
Vakamuti, “Tarota hope dzedu, asi tashaya munhu anogona kudzidudzira.” Josefi ndokuti kwavari, “Ko handiti kududzira hope ndokwaMwari here? Dondirondedzerai henyu ndinzwe.”
Linganisha
Chunguza Mavambo 40:8
2
Mavambo 40:23
Mukuru mukuru wokuona nezvewaini uya haana kuzorangarira Josefi, asi akatomukanganwa.
Chunguza Mavambo 40:23
Nyumbani
Biblia
Mipango
Video