1
Varoma 11:36
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
nokuti zvinhu zvose zvinobva kwaari uye zvinouya nokwaari uyewo ndezvake. Iye ngaarumbidzwe nokusingaperi. Ameni.
Linganisha
Chunguza Varoma 11:36
2
Varoma 11:33
Aiwaiwa hakusi kudzama kwakaita upfumi noungwaru noruzivo rwaMwari! Hakusi kusabatika ikoko kwamazano ake nokusarondeka kwakaita nzira dzake!
Chunguza Varoma 11:33
3
Varoma 11:34
Nokuti ndiani angazive zviri mupfungwa dzaTenzi; uye ndiani akambova mupi wake wamazano.
Chunguza Varoma 11:34
4
Varoma 11:5-6
Saizvozvowo iye zvino uno kune chitsama chakasarudzwa nokuda kwenyasha. Zvino kana zviri nokuda kwenyasha, hazvisiri nokuda kwamabasa nokuti nyasha hadzizovi nyasha.”
Chunguza Varoma 11:5-6
5
Varoma 11:17-18
asi kana mamwe mapazi akadimurwa zvino imi bukirwa romuorivhi womusango mukarumatidzwa panzvimbo pawo kuti muwanewo upfumi homuorivhi musadadire mapazi iwayo. Kunyange mukadada zvenyu asi yeukai kuti hamusimi munotsigira mudzi asi kuti mudzi ndiwo unokutsigirai.
Chunguza Varoma 11:17-18
Nyumbani
Biblia
Mipango
Video