1
Mabasa 7:59-60
Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika
SCLBC
Pavaimutaka namatombo Sitefani akanamata achiti, “Tenzi Jesu gamuchirai mweya wangu.” Akapfugama akadaidzira nezwi guru achiti, “Tenzi, musavape mhosva yechitadzo ichi.” Paakapedza kutaura akabva avata hope dzokupedzisira.
Linganisha
Chunguza Mabasa 7:59-60
2
Mabasa 7:49
“ ‘Denga chigaro changu choumambo, nyika iri iyo chitambarariko chetsoka dzangu. Imba yorudzii yaungandivakire; ndizvo zvinotaura Tenzi. Ndeipi nzvimbo yandingazororere?
Chunguza Mabasa 7:49
3
Mabasa 7:57-58
Asi vakazhamba nezwi repamusoro vakadzivirira nzeve vakamuti momote, ndokumuburitsa kunze kweguta vakamutaka namabwe. Zvapupu zviya zvakaisa magemenzi azvo patsoka dzerimwe jaya rainzi Sauro.
Chunguza Mabasa 7:57-58
Nyumbani
Biblia
Mipango
Video