Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

Bhaibheri Re VanaChikamu

Bhaibheri Re Vana

DAY 4 OF 8




Mazuva akapfura, Mwari akatuma ngirozi Gabriel kunoudza mukadzi wakanaka wechiJuda zita rake kainzi Mariya. Akamuudza, “uchazvara mwana we wemukomana zita irake uchamupa rekuti Jesu.”

“Zvchaitika seyi?” mukadzi akabvunza. “Handisati ndagara pamwechete ne murume.” Ngirozi akamuudza Mariya kuti mwana achabvira kwe Mwari. Achange asina Baba ve kumiri.

Ngirozi akamuudza Mariya kuti Elizabeti achave ne mwana mazuva ake ekubereka apfuura. Chainge chinu chino shamisa. Kubva ipapo Mariya akamushanyira vakarumbidza Mwari vese.

Munguva iyoyi Mariya ainge abvuma kuroorwa na Josefa. Josefa akashatirwa paakanzwa izvekuti Mariya akumurira mwana. Ainge achifunga zvekuti murume umwe m’ndiye aive Baba. Vemwana vapamuviri ipapo.

Mukurota, ngirozi we Mwari yakaudza Josefa mwana ari mwana we Mwari. Josefa aifanirwa kubetsera Mariya kuchengeta Jesu.

Josefa akanzwira Mwari. Akanzwira mitemo ye munyika. Nemaka yekuti kwainge kune mutemo, utsva akasimuka kumusha kwawo, Beterehemu, kunobhadhara.

Mariya ainge achimirira kuzvara mwana. Asi Josefa hahana kuwana nzvimbo dzose dzainge dzazaza.

Josefa akawana danga re mombe. Mwana akazvarirwa imomo. Mai wake akamuisa mwana muchekudyira mombe.

Painge pane vafudzi ve mombe vaimirira zvipfuyo zvawo. Ngirozi we Mwari akawoneka ipapo aka vaudza zvenyaya inoshamisa. “Nasi mwana wazhvarirwa imi mumusha we Davide muponesi iye ndiye Kristu Ishe. Mucha muwana mwanayo akarara muchekudyira mombe.”

Nguva iyoyo, ngirozi vazhiyi wakawoneka, wairumbidza Mwari waiti, “Glori kune Mwari wepamsoro runyararo panyika, nezvakanaka kwe vanu vapanyika.”

Vafudzi we mombe wakamayira kudanga re mombe. Pashure pekuwona mwana waiwudza vanu vese vavaisangana nawo zvaakataura munjero zva Jesu.

Pakapfura mazuva makumi manomwe, Josefa ne Mariya vakayenda ne mwana kuimba ya Mwari ku Jerusarema. Kwainge kune munu zita rake Simiyoni aka rumbidza Mwari pa akaona mwana, munhu umwe mukuru zita rake Hana, aibata basa reMwari, akatenda Mwari. Vese vakaziva kuti Jesu ainge mwana we Mwari, chitsidzo che rusunguko. Josefa vakapa shiri mbiri. Yakatawura ne Mwari kuti vanu vekushupika vachawuya ichamirira mwana kwe Ishe.

Kakapfuura kanguva kashoma, nyenyedzi yepamsoro yakatura amirira vanu vekumabva zuva ku yenda ku Jerusarema. “Arikupi iye Ishe we va Judha?” vakabvunza. “Tirikuda kurumbidza iye.”

Mambo Herodi aida kumuwuraya zve vanu ve pfungwa. Akashupika, akavaudza ivo arikupi Jesuyo. “Ndirikuda kumurumbidza,” Herodi akatawura. Asi ainge achinyepa. Herodi aida kumuuraya zve.

Nyenyedzi dzakawa tungamira ku dzvimbo yaigara Josefa ne Mariya neka mwana. Vaka pfugama, nekumurumbidza, wakamupa zvinu se goride ne zvinonhuwirira.

Mwari akawa chenjeresa wanu vachenjeri vaya kuti wadzokere kumba ne nzira imwe. Herodi akashatirwa nazvo. Ange achigadzira zvekuwuraya Jesu, watungamiriri waka shata vaka wuraya vanakomana wadiki vese mu Beterehemu.

Asi Herodi akatadza kuwuraya mwana we Mwari Jesu! Vakachenjedzwa mukurota, Josefa akatora Mariya ne Jesu kunogara munyika ye Egiputo.

Paakafa Herodi Josefa akatora Mariya ne mwana wake vakadzokera kunyika ye Egiputo. Vaigara munyika idiki ye Nazareti, papfupi ne ku Garireya.

Magumo

Zuva 3Zuva 5

About this Plan

Bhaibheri Re Vana

Zvose zvakatanga sei? Takabva kupi? Sei kune matambudziko akawanda munyika? Pane tariro here? Kune hupenyu pashure porufu here? Tsvaga mhinduro apo iwe uchiverenga ino nhoroondo yechokwadi yenyika.

Tinoda kutenda Bible for Children, Inc. nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: https://bibleforchildren.org/languages/shona/stories.php

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy