Zvamungada kuziva pa Chirongwa ichi

Bhaibheri Re VanaChikamu

Bhaibheri Re Vana

DAY 3 OF 8




Nowa waive munhu airumbidza Mwari. Vamwe vanhu vese vaivenga Mwari vasingamuteereri. Rimwe zuva Mwari akataura zvaityisa. “Ndichaparadza nekuipa kwayo” Mwari vakaudza Nowa. “Asi mhuri yako chete ichararama.”

Mwari akamuwudza Nowa kuti mvura izhinji ichawuya panyika yese. “Asunge chingarava chiwhombe, chinokwana vana vake ne zvinyama,” Nowa akawudziwa. Mwari akamupa Nowa mitemo. Nowa ainge pabasa.

Vanhu vaimunyeya Nowa munguva ya aivaudza makayacho ya a sungira ngarava. Nowa ayiyenda mberi ne basa rekusunga ngarava. Aiva vaudza vanhu zva Mwari. Asi hapana munhu ayinzwa.

Nowa ainge achinzwira Mwari. Akanzwira Mwari mvura isati yawuya. Nguva iyoyo ngarava yakazaza nezvinyama.

Nowa akatungamirira zvinyama. Mwari akawuya ne zvi shanu nezvi viri, zvimwe zvi viri. Shiri dziwombe ne dzi diki, zvinyama zvino kambaira zvakawuya ku ngarava.

Nguva ya aipindisa zvinyama vanhu vakashaura neku mutuka Nowa. Havana kumira kuita zvitem kwe Mwari. Havana kuda kupinda mungarava.

Pekupedzisira, zvinyama zvese ne shiri zvakapinda. “Huyai mupinde mungarava,” Mwari akamuwudza Nowa. “Iwewe ne muri yako.” Nowa, nemukadzi wake, vana vake neva kadzi vavo vakapinda mungarava. Mwari akavhara mugoni!

Mvura yakawuya. Mvura yakasimba yakayaya nekuzaza nyika yese kwe mazuva makumi anomwe masikati ne wusiku.

Chiparadza chakapadza misha yese ye vanhu. Payakasiya mvura, magomo ainge pasi pe mvura. Chinhu chese chemoyo chakafa.

Mvura payakayenda, ngarava yaiyenda pamsoro. Zvimwe zvacho mainge mune rima, kana mabhampu, zvimwe zvcho mwaichisa. Ngarava yakamuwa ndisa Nowa.

Pakapvura medzi ishanu, mwari Mwari akafuma mepo kuti iwunise mvura pashoma-pashoma, ngarava yaka mira pamako e Ararat. Nowa akagara mukati mazuva makumi anomwe pa ayimirira mvura ipwe.

Nowa akatuma shiri njiva kunze kwe ngarava. Njiva hahina kuwana nzimbo yekache yekuti izorore, njiva yakadzokera kwa Nowa.

Yaka pfuwura viki imwechete, Nowa akaituma njiva kechipiri. Njiva yaka wuya ne shizha kumuromo yacho. Viki inotevedzera Nowa akaziva kuti nyika yaoma nemaka yekuti njiva haina kudzokera.

Mwari akaudza Nowa kuti iri nguva yekubva mu ngarava. Pamwechete, Nowa ne vana vake vakabudisa zvinyama.

Chinu chapamsoro chakazvizva Nowa! Wakasunga guva yekurumbidza Mwari muponisi wake ne muri yake.

Mwari akamuwudza Nowa kuti hacha wuraye vanu ne mvura. Mwari aka isa chinu chino waneka. Kuti vanu vazive kuti Mwari hachawuraye vanu ne mvura. Uta we Mwari yainge chinu chakaisiwa ne Mwari.

Nowa ne vana vake vakanga zvinu zvitsuge pacha pfuura chiparadza. Munguva iyoyo zvizukuru zva Nowa zvakawanda kuzaza nyika. Vanu tese vapanyika takabvira kwa Nowa ne vana vake.

Magumo

Zuva 2Zuva 4

About this Plan

Bhaibheri Re Vana

Zvose zvakatanga sei? Takabva kupi? Sei kune matambudziko akawanda munyika? Pane tariro here? Kune hupenyu pashure porufu here? Tsvaga mhinduro apo iwe uchiverenga ino nhoroondo yechokwadi yenyika.

Tinoda kutenda Bible for Children, Inc. nekupa chirongwa ichi. Kuti uwane rumwe ruzivo, ndapota shanya: https://bibleforchildren.org/languages/shona/stories.php

YouVersion uses cookies to personalize your experience. By using our website, you accept our use of cookies as described in our Privacy Policy