Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

21 Day Fast

ZUVA 9 REMAZUVA 21

Nguva ino inguva yakanaka chose kuti utsvage kuti muviri wako ungaupire sei kunaMwari sechibairo chipenyu. Chitsauko chino chinotanga nedambudziko iroro uye chichipa nzira dzakawanda dzekuritsanangura. Kutsanya kwako kwakubetsera nenzira dzipi kuti ukwanise kufamba mukunamata nekurumbidza munzira itsva? Namata nhasi uye ukumbire Mwari kuti arambe achikuzarurira kuda kwake pamusoro pako panguva ino yekuzvipira nemunamato.

Rugwaro

Zvinechekuita neHurongwa uhu

21 Day Fast

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.

More

We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.

Zvirongwa zvakada kufanana neichi