Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

Vakaropafadzwa avo vane nzara... Kana uchiona zvichienderana newe, shandisa nguva yako nekufungisisa pamusoro pechitsauko ichi chinonzi Makomborero kana Mharidzo yaJesu Pagomo. Wona kuti nhasi waverenga makomborero ako ose. Gara nebhuku rekunyorera pauri zuva rese kuti unyore makomborero ese Mwari aanokurangaridza. Namata uchimutenda nekuda kwemakomborero, kunyange ayo anouya musure mekunge wambosangana nenguva dzakaoma kana nemiyedzo.
Rugwaro
Zvinechekuita neHurongwa uhu

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.
More
We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.