Mazuva makumi maviri nerimwe pakutsanyaChikamu

Chikamu chino chine kutenda kwakatiomei kwakawanda- -kumwe kuri kuona kuti kutenda kwedu kunofambirana nemabasa edu. Usangofunge chete pamusoro pezviri mushoko raMwari--ita sezvarinoreva. Ikozvino wave kutanga hafu yechipiri yekuzvinyima. Fungisisa zvakadzama kuti mutsanyo wako ucharerekera mukuita mabasa here kana kuterera nokunzwa. Kumbira Mwari akupe uchenjeri pamusoro pekwaari kuda kukutungamirira pakati pehafu yechipiri yekutsanya kwako.
Rugwaro
Zvinechekuita neHurongwa uhu

Tanga gore rako nekuisa meso ako pakuzviranga nekutsanya. Hurongwa hwuno hune zvitsauko zvakatiwandei zvinoita nezvekutsanya uye nemamwewo anokurudzira kuzviongorora nekuswedera pedyo naMwari. Pamazuva 21, uchange uchipihwa ndima inobva muBhaibheri, chirongwa chekunamata, mivhunzo inobetsera kuzviongorora, uye neminamato. Kuwana zvimwe zvakatiwandei, enda ku www.finds.life.church.
More
We'd like to thank Life.Church for their generosity in providing the structure for the 21 Day Fast reading plan.