Chokwadi, ruponeso rwake rwuri pedyo navanomutya, kuti kubwinya kwake kugogara munyika yedu. Rudo nokutendeka zvinosangana pamwe chete; kururama norugare zvinosvetana. Kutendeka kunomera panyika, kururama kunotarira pasi kuri kudenga. Chokwadi, Jehovha achapa zvinhu zvakanaka, uye nyika yedu ichabereka mukoho wayo.
Verenga chikamu Mapisarema 85
Terera ku Mapisarema 85
Pakurirana nevamwe
Enzanisa mhando yose: Mapisarema 85:9-12
Chengetedza mavhesi, verenga usiri pamasaisai, wona mavhidhiyo ezvidzidzo uye zvakawanda!
Pekutangira
Bhaibheri
Zvirongwa
Mavideo