YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mabasa aVapostori 4

1

Mabasa aVapostori 4:12

Shona BIBLE

SUB

Nokuti hakuna kuponeswa kuno mumwe; nokuti hakuna nerimwe zita pasi pedenga, rakapiwa pakati pavanhu, ratingasunungurwa naro.”

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 4:12

2

Mabasa aVapostori 4:31

Shona BIBLE

SUB

Zvino vakati vanyengetera, nzvimbo yavakanga vakaungana ikazununguswa; vakazadzwa vose naMweya Mutsvene, vakataura shoko raMwari vasingatyi.

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 4:31

3

Mabasa aVapostori 4:29

Shona BIBLE

SUB

Zvino, Ishe, tarirai kunyevera kwavo, mubatsire varanda venyu kuti vataure shoko renyu vasingatyi

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 4:29

4

Mabasa aVapostori 4:11

Shona BIBLE

SUB

Ndiye ibwe rakazvidzwa nemi vavaki, rikaitwa musoro wekona.

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 4:11

5

Mabasa aVapostori 4:13

Shona BIBLE

SUB

Zvino vakati vachiona kusatya kwaPetirosi naJohani, vachinzwisisa kuti vaiva vanhu vasina kudzidza, vasingazivi chinhu, vakashamiswa; vakavaziva kuti vaiva naJesu.

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 4:13

6

Mabasa aVapostori 4:32

Shona BIBLE

SUB

Zvino vazhinji vose vavaitenda vaiva nomwoyo mumwe nomweya mumwe; kwakanga kusina mumwe aiti chimwe chaaiva nacho ndechake, asi zvinhu zvose vakati ndezvavose.

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 4:32

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest