YouVersion logo
BibelLeseplanerVideoer
Få appen
Språkvelger
Søkeikon

Populære bibelvers fra Mabasa aVapostori 3

1

Mabasa aVapostori 3:19

Shona BIBLE

SUB

Naizvozvo tendeukai, mudzoke, kuti zvivi zvenyu zvidzimwe, kuti nguva dzokusimbiswa dzinobva kuna Ishe, dzisvike

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 3:19

2

Mabasa aVapostori 3:6

Shona BIBLE

SUB

Asi Petirosi akati, “Sirivha nendarama handina; asi chandinacho ndinokupai. Nezita raJesu weNazareta, chifamba.”

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 3:6

3

Mabasa aVapostori 3:7-8

Shona BIBLE

SUB

Akamubata ruoko rworudyi, akamusimudza; pakarepo tsoka dzake nezviziso zvetsoka dzake zvakasimba. Akakwakuka, akamira, ndokufamba; ndokupinda navo mutemberi, akafamba achipembera, achirumbidza Mwari.

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 3:7-8

4

Mabasa aVapostori 3:16

Shona BIBLE

SUB

Nokutenda kuzita rake, zita rake rakasimbisa munhu uyu wamunoona, nowamunoziva; uye, kutenda kunobva kwaari, ndiko kwakamuporesa zvakanaka kudai pamberi penyu mose.

Sammenlign

Utforsk Mabasa aVapostori 3:16

Gratis leseplaner og andakter relatert til Mabasa aVapostori 3

Forrige kapittel
Neste kapittel
YouVersion

Oppmuntrer og utfordrer deg til å søke nærhet med Gud hver dag.

Tjeneste

Om

Karrierer

Frivillig

Blogg

Presse

Nyttige lenker

Hjelp

Gi

Bibeloversettelser

Lydbibler

Bibelspråk

Dagens bibelvers


En digital tjeneste av

Life.Church
Norsk

©2026 Life.Church / YouVersion

PersonvernerklæringVilkår
Vulnerability Disclosure Program
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest