1
Mateu 3:8
Shona BIBLE
SUB
Naizvozvo berekai zvibereko zvakafanira kutendeuka.
Харьцуулах
Mateu 3:8 г судлах
2
Mateu 3:17
Zvino tarira, izwi rakabva kudenga, richiti, “Uyu ndiye Mwanakomana wangu anodikanwa, ndinofadzwa naye!”
Mateu 3:17 г судлах
3
Mateu 3:16
Jesu, akati abhabhatidzwa, pakarepo akabuda mumvura; zvino, tarira, denga rakamuzarukira, akaona Mweya waMwari achiburuka senjiva, akauya pamusoro pake.
Mateu 3:16 г судлах
4
Mateu 3:11
Ini ndinokubhabhatidzai nemvura, kuti mutendeuke; asi anouya shure kwangu, anesimba, kupfuureni, wandisakafanira kutakura shangu dzake; iye achakubhabhatidzai naMweya Mutsvene nomoto.
Mateu 3:11 г судлах
5
Mateu 3:10
Zvino sanhu ratoiswa pamudzi wemiti; saka muti mumwe nomumwe usingabereki michero yakanaka, unotemwa, ukakandirwa mumoto.
Mateu 3:10 г судлах
6
Mateu 3:3
Nokuti uyu ndiye wakarehwa nomuporofita Isaya, achiti, “Izwi raanodana murenje: ‘Gadzirai nzira yaIshe, Ruramisai migwagwa yake.’ ”
Mateu 3:3 г судлах