Библи Апп лого
БиблиТѳлѳвлѳгѳѳнүүд Бичлэгүүд
Апп-ыг аваарай
Хэл сонгогч
Хайлтын дүрс

Mateu 2-ын алдартай Библийн эшлэлүүд

1

Mateu 2:11

Shona BIBLE

SUB

Vakapinda mumba, vakawana mwana naMaria mai vake; vakawira pasi, vakamupfugamira; vakasunungura mabutwa avo, vakamupa zvipo zvendarama, nezvinonhuwira, nemura.

Харьцуулах

Mateu 2:11 г судлах

2

Mateu 2:1-2

Shona BIBLE

SUB

Jesu akati aberekwa muBhetirehemu reJudhiya, pamazuva amambo Herodhi, tarira, vachenjeri vakasvika Jerusaremu vachibva mabvazuva, vakati, “Aripiko Mambo wavaJudha akazvarwa? Nokuti takaona nyenyedzi yake kumabvazuva, tauya kuzomupfugamira.”

Харьцуулах

Mateu 2:1-2 г судлах

3

Mateu 2:10

Shona BIBLE

SUB

Vakati vaona nyenyedzi, vakafara nomufaro mukuru–kuru.

Харьцуулах

Mateu 2:10 г судлах

4

Mateu 2:12-13

Shona BIBLE

SUB

Vakati vanyeverwa pakurota naMwari, kuti varege kudzokera kuna Herodhi, vakaenda kunyika yavo neimwe nzira. Vakati vaenda, tarira, mutumwa waIshe akaonekwa naJosefa pakurota, achiti, “Simuka, utore mwana namai vake, utizire Ijipiti, ugareko kusvikira ndichikuudza; nokuti Herodhi achatsvaka mwana kuti amuuraye.”

Харьцуулах

Mateu 2:12-13 г судлах

Mateu 2 -тай холбоотой үнэгүй уншлагын тѳлѳвлѳгѳѳнүүд болон чимээгүй цагийн сэдэв

Өмнөх Бүлэг
Дараагийн Бүлэг
YouVersion

Таныг өдөр бүр Бурхантай дотно харилцаа тогтоохыг урамшуулж, уриалж байна.

Үйлчлэл

Тухай

Блог

Хэвлэл мэдээлэл

Өглөг

Хэрэгтэй холбоосууд

Тусламж

Библийн орчуулгууд

Аудио Библи

Библийн хэлүүд

Ѳнѳѳдрийн эшлэл


Монгол

©2026 YouVersion

Нууцлалын бодлогоНөхцөл
Эмзэг байдлыг тодруулах хөтөлбөр
FacebookTwitterInstagramYouTubePinterest