1
Ekisodho 39:43
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Mozisi akaongorora basa uye akaona kuti vakanga variita sokurayira kwakanga kwaita Jehovha. Saka Mozisi akavaropafadza.
Спореди
Истражи Ekisodho 39:43
2
Ekisodho 39:42
VaIsraeri vakanga vaita basa rose sokurayira kwaJehovha kuna Mozisi.
Истражи Ekisodho 39:42
3
Ekisodho 39:32
Saka basa rose patabhenakeri, Tende Rokusangana, rakapera. VaIsraeri vakaita zvinhu zvose sezvakanga zvarayirwa naJehovha kuna Mozisi.
Истражи Ekisodho 39:32