1
Ekisodho 38:1
Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi
BDSC
Vakavaka aritari yezvipiriso zvinopiswa yamatanda omuunga, yakakwirira makubhiti matatu; yakanga yakaenzana mativi ayo mana ina makubhiti mashanu pakureba uye namakubhiti mashanu paupamhi hwayo.
Спореди
Истражи Ekisodho 38:1